NGAIBAKE (BAKE IT) LYRICS AND SONG BY FREEMAN FT. ALICK MACHESO

NGAIBAKE (BAKE IT) LYRICS AND SONG BY FREEMAN FT. ALICK MACHESO
Chiiko ipapa chamunoroverana ipapa
Hamuna kunetsana
Tikazvitsvaga hamba
Chinjai mupaka
Haisi nguva yekurwisana
Titambe tichi ita ka
Pleasure topasirana sei
Saka ngaibake nguva yekufura yacho ndiyoyi
Saka ngaibake iwe Dj bura ngoma itange zve
Saka ngaibake
(Awe)
nguva yekufura yacho ndiyoyi
Saka ngaibake
(Awe)
iwe Dj bura ngoma itange zve
(Vanzwe)

Comments